Skip to content Skip to sidebar Skip to footer

[Download] "Wakaberekwa Patsva neMvura Uye noMweya Zvamazvirokw azvo Here?" by Paul C. Jong # eBook PDF Kindle ePub Free

Wakaberekwa Patsva neMvura Uye noMweya Zvamazvirokw azvo Here?

📘 Read Now     📥 Download


eBook details

  • Title: Wakaberekwa Patsva neMvura Uye noMweya Zvamazvirokw azvo Here?
  • Author : Paul C. Jong
  • Release Date : January 22, 2019
  • Genre: Christianity,Books,Religion & Spirituality,
  • Pages : * pages
  • Size : 755 KB

Description

Chinyorwa chino chinonyanya kubata "Nezvekuzvarwa patsva nemvura nemweya". Ndiwo mavambo echinyorwa chino. Nemamwe mashoko, bhuku rino, rinoburitsa pachena kuti kuzvarwa patsva zvinorevei uye kuti unozvarwa sei nemvura nemweya zvichinyatso enderana neBhaibheri. Mvura ino miririra kubhabhatidzwa kwaJesu pana Jorodhani uye Bhaibheri rinoti iro ,zvitadzo zvedu zvose zvakaiswa pana Jesu apo paakango bhabhatidzwa naJohane mubhabhatidzi. Johane aiva mumiriri w emarudzi ose uye ari wedzinza raAroni mushumiri mukuru. Aroni aiturika maoko ake pamusoro wembudzi kuti aise zvitadzo zvose zvepagore zvava Israyera nezuva rokuwadzaniswa. Unova waiva mumvuri wezvakanaka zvainge zvichauya. Kubhabhatidzwa kwaJesu kwai fananidzira kuturikwa kwamaoko pana Jorodhani. Nokudaro akatora zvitadzo zvose zvapasi rino nokubhabhatidzwa kwake uye akaroverwa kuti aripe zvitadzo, Asi vatendi vazhinji havazivi kuti sei Jesu akabhabhatidzwa naJohane mubhabhatidzi munaJorodhani. Kubhabhatidzwa kwaJesu ndiro shoko guru riri mubhuku rino, uye chiri chikamu chakakosha pavhangeri remvura nemweya. Tinogona kungozvarwa patsva chete kana tichitenda mukubhabhatidzwa kwaJesu uye nemuchinjikwa wake.


Download Ebook "Wakaberekwa Patsva neMvura Uye noMweya Zvamazvirokw azvo Here?" PDF ePub Kindle